14 Rambai muchiita zvinhu zvese musinganyunyuti+ uye musingaitirani nharo,+ 15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+