Mateu 23:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Saka ndiri kukutumirai vaprofita+ nevarume vakachenjera nevarayiridzi.+ Vamwe vavo muchavauraya+ uye muchavaroverera pamatanda, uye vamwe vavo muchavarova zvakasimba+ mumasinagogi enyu motevedza maguta ese muchivatambudza,+ Mako 13:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Asi imi, zvichenjererei. Vanhu vachakuendesai kumatare ekwamunogara,+ uye mucharohwa mumasinagogi+ momiswa pamberi pemagavhuna nemadzimambo nekuda kwangu, kuti zvive uchapupu kwavari.+ Ruka 21:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Asi zvinhu izvi zvese zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai kumasinagogi nekumajeri. Muchaendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna pamusana pezita rangu.+ 13 Izvi zvichaita kuti mupe uchapupu.
34 Saka ndiri kukutumirai vaprofita+ nevarume vakachenjera nevarayiridzi.+ Vamwe vavo muchavauraya+ uye muchavaroverera pamatanda, uye vamwe vavo muchavarova zvakasimba+ mumasinagogi enyu motevedza maguta ese muchivatambudza,+
9 “Asi imi, zvichenjererei. Vanhu vachakuendesai kumatare ekwamunogara,+ uye mucharohwa mumasinagogi+ momiswa pamberi pemagavhuna nemadzimambo nekuda kwangu, kuti zvive uchapupu kwavari.+
12 “Asi zvinhu izvi zvese zvisati zvaitika, vanhu vachakubatai, vokutambudzai,+ vachikuendesai kumasinagogi nekumajeri. Muchaendeswa pamberi pemadzimambo nemagavhuna pamusana pezita rangu.+ 13 Izvi zvichaita kuti mupe uchapupu.