Muparidzi 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+ Mateu 12:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Ndinokuudzai kuti vanhu vachazvidavirira+ paZuva Rekutongwa pamusoro peshoko rese risingabatsiri ravanotaura; 2 VaKorinde 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+
36 Ndinokuudzai kuti vanhu vachazvidavirira+ paZuva Rekutongwa pamusoro peshoko rese risingabatsiri ravanotaura;
10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+