Mateu 24:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uye aya mashoko akanaka eUmambo achaparidzwa munyika yese kuti ave uchapupu kumarudzi ese,+ mugumo wozosvika. VaRoma 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Asi ndinobvunza kuti, Mashoko acho havana kuanzwa here? Chokwadi ndechekuti, “inzwi racho rakasvika munyika yese, uye mashoko acho akasvika kumagumo enyika.”+ VaKorose 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.
14 Uye aya mashoko akanaka eUmambo achaparidzwa munyika yese kuti ave uchapupu kumarudzi ese,+ mugumo wozosvika.
18 Asi ndinobvunza kuti, Mashoko acho havana kuanzwa here? Chokwadi ndechekuti, “inzwi racho rakasvika munyika yese, uye mashoko acho akasvika kumagumo enyika.”+
6 akauya kwamuri. Sezvo mashoko akanaka ari kuva nezvibereko uye ari kuwedzera munyika yese,+ ndizvo zvaari kuitawo pakati penyu kubvira musi wamakanzwa uye wamakanyatsoziva nyasha dzaMwari muchokwadi.