23 Musi iwoyo hapana mubvunzo wamuchandibvunza. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, kana paine chamuchakumbira Baba,+ vachakupai muzita rangu.+ 24 Kusvikira iye zvino hamuna kana chinhu chamakakumbira muzita rangu. Kumbirai uye muchagamuchira, kuti mufaro wenyu uzadziswe.