Dheuteronomi 24:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Kana murume akaroora mukadzi asi otadza kufadzwa naye nekuti anenge aona chimwe chinhu chisina kunaka paari, anofanira kunyora gwaro rekumuramba omupa,+ omudzinga mumba make.+ Mateu 5:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Zvakanziwo: ‘Munhu wese anoramba mudzimai wake, ngaamupe gwaro rekumuramba.’+
24 “Kana murume akaroora mukadzi asi otadza kufadzwa naye nekuti anenge aona chimwe chinhu chisina kunaka paari, anofanira kunyora gwaro rekumuramba omupa,+ omudzinga mumba make.+