RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 10:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Pavakanga vachikwidza nemugwagwa unoenda kuJerusarema, Jesu aifamba ari mberi kwavo uye izvi zvakavashamisa, asi vaya vaivatevera vakatanga kutya. Akatorazve vane Gumi Nevaviri, akaenda navo parutivi, akatanga kuvaudza zvinhu izvi zvakanga zvava kuda kuitika kwaari, achiti:+

  • Ruka 18:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Akabva atora vane Gumi Nevaviri akaenda navo parutivi, akati kwavari: “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye zvinhu zvese zvakanyorwa pachishandiswa vaprofita nezveMwanakomana wemunhu zvichaitika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe