Isaya 40:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti: “Vhurai* nzira yaJehovha!+ Gadzirirai Mwari wedu mugwagwa mukuru wakati twasu unopfuura nemugwenga.+ Johani 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+
3 Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti: “Vhurai* nzira yaJehovha!+ Gadzirirai Mwari wedu mugwagwa mukuru wakati twasu unopfuura nemugwenga.+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi remumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Itai kuti nzira yaJehovha* iti twasu,’+ sezvakataurwa nemuprofita Isaya.”+