RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 42:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Haazoshevedzeri kana kudanidzira,

      Uye haazoiti kuti inzwi rake rinzwike mumugwagwa.+

  • Mateu 8:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Saka akatambanudza ruoko rwake, akamubata, achiti: “Ndinoda! Cheneswa.”+ Akabva angocheneswa pamaperembudzi ake.+ 4 Jesu akabva ati kwaari: “Uve nechokwadi kuti hauudze mumwe munhu,+ asi enda unozviratidza kumupristi,+ wopa chipo chakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”

  • Mako 5:42, 43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Uye musikana wacho akabva angomuka pakarepo, akatanga kufamba. (Aiva nemakore 12.) Vachingozviona vakafara zvekuti vakanga vasingachabatiki. 43 Asi akavarayira zvakasimba kuti vasaudza mumwe munhu,+ uye akati vamupe chekudya.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe