Mabasa 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akauraya Jakobho mukoma waJohani+ nebakatwa.+ Zvakazarurwa 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu.
9 Ini Johani, hama yenyu inotambudzika pamwe chete nemi,+ uye inogoverana nemi muumambo+ nepakutsungirira+ pamwe chete naJesu,+ ndaiva pachitsuwa chinonzi Patmosi nemhaka yekutaura nezvaMwari uye kupupura nezvaJesu.