2 Samueri 23:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mweya waJehovha wakataura nekwandiri;+Shoko rake raiva parurimi rwangu.+ 2 Timoti 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 2 Petro 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+
16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+
21 Nekuti hapana kana pakamboziviswa uprofita huchibva mupfungwa dzevanhu,+ asi vanhu vakataura zvichibva kuna Mwari, vachitungamirirwa nemweya mutsvene.+