Mateu 24:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Saka rambai makarinda nekuti hamuzivi kuti Ishe wenyu ari kuuya riini.+ VaEfeso 6:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 uku muchiramba muchinyengetera+ mumweya nguva dzese, muchishandisa nzira dzese dzekunyengetera nekuteterera.+ Saka rambai makamuka, muchiramba muchitetererera vatsvene vese. 2 Petro 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+
18 uku muchiramba muchinyengetera+ mumweya nguva dzese, muchishandisa nzira dzese dzekunyengetera nekuteterera.+ Saka rambai makamuka, muchiramba muchitetererera vatsvene vese.
17 Saka imi vadiwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvichaitika, ngwarirai kuti musatsauswa nedzidziso dzenhema dzevanhu ivavo vasingateereri mutemo, mozununguswa pakutenda kwenyu.+