Jeremiya 31:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.+ VaHebheru 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Jesu ndiye akava sechibatiso pakaitwa sungano iri nani.+ VaHebheru 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+
31 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha.+
15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+