62 Paakanzwa izvi, mupristi mukuru akasimuka akati kwaari: “Haupinduri here? Unoti chii nezvauri kupomerwa nevarume ava?”+ 63 Asi Jesu akaramba akanyarara.+ Saka mupristi mukuru akati kwaari: “Ndinoita kuti upike naMwari mupenyu kuti utiudze kana uri iwe Kristu, Mwanakomana waMwari!”+