Mateu 8:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Vakabva vatanga kuzhamba vachiti: “Munei nesu imi Mwanakomana waMwari?+ Mauya kuno kuzotirwadzisa+ nguva yacho isati yasvika here?”+ Ruka 4:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Madhimoni aibudawo mune vazhinji, achishevedzera kuti: “Ndimi Mwanakomana waMwari.”+ Asi iye aiatuka, asingaabvumiri kutaura,+ nekuti aiziva kuti ndiKristu.+ Ruka 8:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Paakangoona Jesu, akashevedzera, akazviwisira pamberi pake, uye akati nenzwi guru: “Munei neni, Jesu, Mwanakomana waMwari Wekumusorosoro? Ndinokumbira kuti musandirwadzisawo.”+ Jakobho 2:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Handiti unotenda here kuti kuna Mwari mumwe chete? Uri kuita zvakanaka. Asi kunyange madhimoni anotendawo achidedera.+
29 Vakabva vatanga kuzhamba vachiti: “Munei nesu imi Mwanakomana waMwari?+ Mauya kuno kuzotirwadzisa+ nguva yacho isati yasvika here?”+
41 Madhimoni aibudawo mune vazhinji, achishevedzera kuti: “Ndimi Mwanakomana waMwari.”+ Asi iye aiatuka, asingaabvumiri kutaura,+ nekuti aiziva kuti ndiKristu.+
28 Paakangoona Jesu, akashevedzera, akazviwisira pamberi pake, uye akati nenzwi guru: “Munei neni, Jesu, Mwanakomana waMwari Wekumusorosoro? Ndinokumbira kuti musandirwadzisawo.”+
19 Handiti unotenda here kuti kuna Mwari mumwe chete? Uri kuita zvakanaka. Asi kunyange madhimoni anotendawo achidedera.+