RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 8:28, 29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Paakasvika mhiri, munharaunda yevaGadhara, varume vaviri vakanga vakagarwa nemadhimoni vakauya kuzosangana naye vachibva kumakuva.*+ Vaityisa kwazvo, zvekuti hapana aishinga kupfuura nemugwagwa iwoyo. 29 Vakabva vatanga kuzhamba vachiti: “Munei nesu imi Mwanakomana waMwari?+ Mauya kuno kuzotirwadzisa+ nguva yacho isati yasvika here?”+

  • Ruka 4:33, 34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Musinagogi maiva nemumwe murume akanga akagarwa nemweya usina kuchena, uye akashevedzera nenzwi guru achiti:+ 34 “Aa! Munei nesu, Jesu wekuNazareta?+ Mauya kuzotiparadza here? Ndinonyatsoziva kuti ndimi ani, Mutsvene waMwari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe