Mateu 25:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “Uyezve Umambo hwekudenga hunogona kufananidzwa nemhandara gumi dzakatora marambi adzo+ dzikabuda kunochingura murume aichata.+ VaFiripi 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+
25 “Uyezve Umambo hwekudenga hunogona kufananidzwa nemhandara gumi dzakatora marambi adzo+ dzikabuda kunochingura murume aichata.+
15 kuti muve vasina chavanopomerwa uye vasina mhosva, vana vaMwari+ vasina kana ruvara pakati pechizvarwa chisina kururama, chakamonyana,+ chamuri kupenya pakati pacho sezviedza munyika,+