RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 34:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 “‘Nekuti zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndiri pano uye ndichatsvaga makwai angu ndega uye ndichaachengeta.+

  • Ezekieri 34:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 “Ndichatsvaga rakarasika,+ ndichadzosa rakabva pane mamwe, ndichamonera jira pane rakakuvara, uye ndichasimbisa risina simba. Asi ndichaparadza akakora neakasimba ndoita kuti mutongo uve zvekudya zvawo.”

  • Mateu 18:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Munofungei? Kana mumwe munhu aine makwai 100 rimwe rawo rorasika,+ haangasiyi 99 acho mumakomo oenda kunotsvaga rarasika racho here?+ 13 Uye kana ariwana, chokwadi ndinokuudzai, anorifarira chaizvo kupfuura 99 asina kurasika.

  • Ruka 19:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti Mwanakomana wemunhu akauya kuzotsvaga nekuzoponesa zvakarasika.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe