Ezekieri 34:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Ndichatsvaga rakarasika,+ ndichadzosa rakabva pane mamwe, ndichamonera jira pane rakakuvara, uye ndichasimbisa risina simba. Asi ndichaparadza akakora neakasimba ndoita kuti mutongo uve zvekudya zvawo.” Mateu 9:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka endai, munodzidza kuti zvinorevei kuti: ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nekuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.” Mateu 15:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Akapindura kuti: “Handina kutumwa kune vamwe vanhu kunze kwemakwai akarasika eimba yaIsraeri.”+ Ruka 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Ndiani wenyu anoti kana aine makwai 100, obva ashaya rimwe chete, asingasiyi 99 acho musango, oenda kunotsvaga rarasika racho kusvikira ariwana?+ VaRoma 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti, patakanga tichiri vatadzi, Kristu akatifira.+ 1 Timoti 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Shoko iri nderechokwadi uye rinofanira kubvumwa zvakakwana: Kristu Jesu akauya panyika kuzoponesa vatadzi.+ Ini ndini mutadzi mukuru pavari vese.+
16 “Ndichatsvaga rakarasika,+ ndichadzosa rakabva pane mamwe, ndichamonera jira pane rakakuvara, uye ndichasimbisa risina simba. Asi ndichaparadza akakora neakasimba ndoita kuti mutongo uve zvekudya zvawo.”
13 Saka endai, munodzidza kuti zvinorevei kuti: ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’+ Nekuti handina kuuya kuzoshevedza vanhu vakarurama, asi vatadzi.”
4 “Ndiani wenyu anoti kana aine makwai 100, obva ashaya rimwe chete, asingasiyi 99 acho musango, oenda kunotsvaga rarasika racho kusvikira ariwana?+
15 Shoko iri nderechokwadi uye rinofanira kubvumwa zvakakwana: Kristu Jesu akauya panyika kuzoponesa vatadzi.+ Ini ndini mutadzi mukuru pavari vese.+