Mateu 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Asi izvi ndizvo zvakaitika pakuberekwa kwaJesu Kristu. Panguva yakanga yakavimbiswa amai vake Mariya kuroorwa naJosefa, vakawanikwa kuti vaiva nepamuviri pemweya mutsvene+ vasati vabatanidzwa.
18 Asi izvi ndizvo zvakaitika pakuberekwa kwaJesu Kristu. Panguva yakanga yakavimbiswa amai vake Mariya kuroorwa naJosefa, vakawanikwa kuti vaiva nepamuviri pemweya mutsvene+ vasati vabatanidzwa.