RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:55, 56
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 55 Ipapo Jesu akati kumhomho yevanhu: “Ko ndava gororo here zvamauya kuzondisunga muine mapakatwa netsvimbo? Ndaigara ndichidzidzisa mutemberi mazuva ese,+ asi hamuna kundisunga.+ 56 Asi izvi zvese zvaitika kuti zvakanyorwa nevaprofita zvizadziswe.”*+ Vadzidzi vese vakabva vamusiya, vakatiza.+

  • Mako 14:48, 49
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 Asi Jesu akati kwavari: “Ko ndava gororo here zvamauya kuzondisunga muine mapakatwa netsvimbo?+ 49 Ndaiva nemi mutemberi mazuva ese,+ asi hamuna kundisunga. Zvisinei, izvi zviri kuitika kuti Magwaro azadziswe.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe