Pisarema 78:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Akaramba achivanayisira mana kuti vadye;Akavapa zviyo zvekudenga.+ Pisarema 105:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Vakakumbira, akaunza zvihuta;+Akaramba achivagutsa nechingwa chaibva kudenga.+