RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 6:40
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 40 Nekuti uku ndiko kuda kwaBaba vangu, kuti munhu wese anobvuma Mwanakomana otenda maari ave neupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa+ pazuva rekupedzisira.”

  • 1 VaKorinde 15:51, 52
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 51 Inzwai! Ndinokuudzai chakavanzika chitsvene* chekuti: Tese hatizorari murufu, asi tese tichashandurwa,+ 52 munguva dikidiki, mukubwaira kweziso, mukurira kwebhosvo rekupedzisira. Nekuti bhosvo richarira,+ uye vakafa vachamutswa vasingachaori, uye isu tichashandurwa.

  • 1 VaTesaronika 4:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 nekuti Ishe pachake achaburuka kudenga achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo raMwari, uye vaya vakafa muna Kristu ndivo vachatanga kumuka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe