Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+ Johani 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka Jesu akavapindura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Mwanakomana haagoni kuita chinhu chaanozvitangira ega, asi anongoita zvaanoona Baba vachiita.+ Nekuti zvese zvavanoita, Mwanakomana anoitawo izvozvo. Johani 5:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Handikwanisi kuita chinhu chandinozvitangira ndega. Ndinotonga sekunzwa kwandinenge ndaita, uye mutongo wangu wakarurama+ nekuti handitsvagi kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.+
16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+
19 Saka Jesu akavapindura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Mwanakomana haagoni kuita chinhu chaanozvitangira ega, asi anongoita zvaanoona Baba vachiita.+ Nekuti zvese zvavanoita, Mwanakomana anoitawo izvozvo.
30 Handikwanisi kuita chinhu chandinozvitangira ndega. Ndinotonga sekunzwa kwandinenge ndaita, uye mutongo wangu wakarurama+ nekuti handitsvagi kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.+