RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 28:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Jakobho akabva kuBheeri-shebha ndokunanga kuHarani.+

  • Genesisi 28:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Akarota achiona manera akanga akamiswa panyika achisvika kudenga; uye akaona ngirozi dzaMwari dzichikwira nekudzika nawo.+

  • Pisarema 104:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,*

      Vashumiri vake vave moto unoparadza.+

  • Dhanieri 7:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake.

  • Mateu 4:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Dhiyabhorosi akabva amusiya,+ ngirozi dzikauya, dzikatanga kumushumira.+

  • Ruka 22:43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 43 Ngirozi yakabva yazviratidza kwaari ichibva kudenga, ikamusimbisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe