Johani 14:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Pazuva iroro muchaziva kuti ndiri pamwe naBaba vangu uye imi muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi.+ Johani 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Handisisiri munyika, asi ivo vari munyika,+ uye ini ndiri kuuya kwamuri. Baba Vatsvene, vachengetedzei+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa, kuti vave vamwe* sezvo isu tiri vamwe.*+ 1 Johani 3:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Uyewo, munhu anochengeta mirayiro yake anoramba ari pamwe naye, uye iye anoramba ari pamwe nemunhu akadaro.+ Uye nemweya waakatipa tinoziva kuti anoramba ari pamwe nesu.+
20 Pazuva iroro muchaziva kuti ndiri pamwe naBaba vangu uye imi muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi.+
11 “Handisisiri munyika, asi ivo vari munyika,+ uye ini ndiri kuuya kwamuri. Baba Vatsvene, vachengetedzei+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa, kuti vave vamwe* sezvo isu tiri vamwe.*+
24 Uyewo, munhu anochengeta mirayiro yake anoramba ari pamwe naye, uye iye anoramba ari pamwe nemunhu akadaro.+ Uye nemweya waakatipa tinoziva kuti anoramba ari pamwe nesu.+