Mabasa 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+
28 Akati kwavari: “Munonyatsoziva kuti Mutemo haubvumiri kuti muJudha adyidzane nemunhu werumwe rudzi+ kana kuti aende kwaari, asi Mwari akandiratidza kuti hapana munhu wandinofanira kuti akasviba kana kuti haana kuchena.+