Johani 14:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nditendei kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni; kana musingatendi izvozvo, tendai nekuda kwemabasa ega.+ Mabasa 2:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wekuNazareta, aiva munhu wamakaratidzwa pachena naMwari nemabasa esimba nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achimushandisa pakati penyu,+ sezvamunonyatsoziva. Mabasa 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+
11 Nditendei kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni; kana musingatendi izvozvo, tendai nekuda kwemabasa ega.+
22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wekuNazareta, aiva munhu wamakaratidzwa pachena naMwari nemabasa esimba nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achimushandisa pakati penyu,+ sezvamunonyatsoziva.
38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+