Johani 5:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Asi ndine uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani, nekuti mabasa andakanzi naBaba vangu ndiite, mabasa aya andiri kuita, anopupura kuti Baba vakandituma.+ Johani 14:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo.
36 Asi ndine uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani, nekuti mabasa andakanzi naBaba vangu ndiite, mabasa aya andiri kuita, anopupura kuti Baba vakandituma.+
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvandinokutaurirai hazvisi zvangu ndega,+ asi kuti Baba, vanoramba vari pamwe neni, ndivo vari kuita mabasa avo.