Mateu 11:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ava pavakanga vachienda, Jesu akatanga kubvunza vanhu nezvaJohani achiti: “Pamakabuda muchienda kurenje maienda kunoonei?+ Tsanga yaizununguswa nemhepo here?+ Mateu 11:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti: ‘Inzwa! Ndiri kutuma nhume yangu ichafanokugadzirira nzira pamberi pako!’+ Ruka 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi ngirozi yacho yakati kwaari: “Usatya, Zekariya, nekuti munyengetero wako wekuteterera wanzwikwa, uye mudzimai wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana. Unofanira kumutumidza kuti Johani.+ Ruka 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uyewo, achaenda pamberi pake nemweya* nesimba+ zvaEriya, kuti adzorere mwoyo yavanababa kuvana,+ uye adzore vasingateereri kuti vawane uchenjeri hwevakarurama, kuti aite kuti Jehovha* ave nevanhu vakagadzirira.”+
7 Ava pavakanga vachienda, Jesu akatanga kubvunza vanhu nezvaJohani achiti: “Pamakabuda muchienda kurenje maienda kunoonei?+ Tsanga yaizununguswa nemhepo here?+
10 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti: ‘Inzwa! Ndiri kutuma nhume yangu ichafanokugadzirira nzira pamberi pako!’+
13 Asi ngirozi yacho yakati kwaari: “Usatya, Zekariya, nekuti munyengetero wako wekuteterera wanzwikwa, uye mudzimai wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana. Unofanira kumutumidza kuti Johani.+
17 Uyewo, achaenda pamberi pake nemweya* nesimba+ zvaEriya, kuti adzorere mwoyo yavanababa kuvana,+ uye adzore vasingateereri kuti vawane uchenjeri hwevakarurama, kuti aite kuti Jehovha* ave nevanhu vakagadzirira.”+