Pisarema 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti hamuzondisiyi* muGuva.*+ Hamuzoregi munhu wenyu akavimbika achiona gomba.*+ Ruka 24:45, 46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Akabva anyatsovhura pfungwa dzavo kuti vanzwisise zvairehwa neMagwaro,+ 46 uye akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa: kuti Kristu aizotambura omuka kuvakafa pazuva rechitatu,+
45 Akabva anyatsovhura pfungwa dzavo kuti vanzwisise zvairehwa neMagwaro,+ 46 uye akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa: kuti Kristu aizotambura omuka kuvakafa pazuva rechitatu,+