Ezekieri 33:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “‘Uye kana ndikati kumunhu akaipa: “Chokwadi uchafa,” iye osiya chivi chake, oita zvakanaka uye zvakarurama,+ Ezekieri 33:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Hapana zvivi zvaakaita zvaachatongerwa.*+ Acharamba achirarama nekuti akaita zvakanaka uye zvakarurama.’+ 1 Johani 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+
14 “‘Uye kana ndikati kumunhu akaipa: “Chokwadi uchafa,” iye osiya chivi chake, oita zvakanaka uye zvakarurama,+
16 Hapana zvivi zvaakaita zvaachatongerwa.*+ Acharamba achirarama nekuti akaita zvakanaka uye zvakarurama.’+
7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+