Mabasa 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi Mwari akamumutsa+ nekumusunungura pamarwadzo erufu,* nekuti zvakanga zvisingaiti kuti arambe akabatwa narwo.+ Mabasa 13:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Asi Mwari akamumutsa kuvakafa,+ 1 Petro 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kuburikidza naye, imi muri kutenda muna Mwari,+ uyo akamumutsa kubva kuvakafa+ akamupa kubwinya,+ kuti kutenda kwenyu netariro zvive muna Mwari.
24 Asi Mwari akamumutsa+ nekumusunungura pamarwadzo erufu,* nekuti zvakanga zvisingaiti kuti arambe akabatwa narwo.+
21 Kuburikidza naye, imi muri kutenda muna Mwari,+ uyo akamumutsa kubva kuvakafa+ akamupa kubwinya,+ kuti kutenda kwenyu netariro zvive muna Mwari.