Johani 14:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ neupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asina kusvika nekwandiri.+
6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ neupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asina kusvika nekwandiri.+