-
VaRoma 1:16, 17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Nekuti handinyari nemashoko akanaka;+ iwo anotova simba raMwari rekuponesa kumunhu wese anotenda,+ kutanga kumuJudha+ uyewo kumuGiriki.+ 17 Nekuti maari,* kururama kwaMwari kuri kubudiswa pachena kune vanotenda,+ uye izvi zvinosimbisa kutenda kwavo, sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama achararama nekutenda.”+
-