-
VaGaratiya 2:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Ndakakwidza ikoko nekuti ndine zvandakanga ndazarurirwa, uye ndakavaudza mashoko akanaka andiri kuparidza nezvawo pakati pemamwe marudzi. Asi ndakangotaura nevarume vanoremekedzwa zvikuru tiri pedu tega, kuti ndive nechokwadi kuti ndakanga ndisiri kumhanyira kana kuti ndisina kumhanyira pasina.
-