VaHebheru 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Hama dzangu, chenjerai kuti pasava nemumwe wenyu anotanga kuva nemwoyo wakaipa usina kutenda achibva pana Mwari mupenyu;+
12 Hama dzangu, chenjerai kuti pasava nemumwe wenyu anotanga kuva nemwoyo wakaipa usina kutenda achibva pana Mwari mupenyu;+