Pisarema 110:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti: “Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+
110 Jehovha akati kuna Ishe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZiyoni, achiti: “Pinda pakati pevavengi vako uchikunda.”+