20 Asi isu tiri vagari+ vekudenga,+ uye takamirira nemwoyo wese muponesi anobva ikoko, Ishe Jesu Kristu,+ 21 uyo achachinja muviri wedu usina simba kuti ufanane nemuviri wake unokudzwa+ kuburikidza nesimba rake guru iro rinoita kuti akwanise kuisa zvinhu zvese pasi pake.+