Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+ Mabasa 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+