Zvirevo 21:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nzira dzemunhu dzese dzinoita sedzakarurama kwaari,+Asi Jehovha anoongorora mwoyo.*+ VaRoma 14:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi iwe unotongerei hama yako?+ Kana kuti unoshorerei hama yako? Nekuti tese tichamira pamberi pechigaro chaMwari chekutonga.+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
10 Asi iwe unotongerei hama yako?+ Kana kuti unoshorerei hama yako? Nekuti tese tichamira pamberi pechigaro chaMwari chekutonga.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+