VaRoma 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti patakanga tichiri vanhu vasina simba,+ Kristu akafira vanhu vakaipa nguva yacho payakanga yakwana. 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
6 Nekuti patakanga tichiri vanhu vasina simba,+ Kristu akafira vanhu vakaipa nguva yacho payakanga yakwana.
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+