RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 1:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Nekuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare, uye ndicharamba ungwaru hwevanhu vane pfungwa dzakapinza.”+ 20 Munhu akachenjera ari kupi? Munyori* ari kupi? Munhu ane nharo wenyika ino ari kupi? Mwari haana kuita kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi here?

  • 1 VaKorinde 3:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Nekuti uchenjeri hwenyika ino upenzi kuna Mwari, nekuti zvakanyorwa kuti: “Anobata vakachenjera mukunyengera kwavo.”+ 20 Uyezve: “Jehovha* anoziva kuti kufunga kwevanhu vakachenjera hakuna zvakunobatsira.”+

  • 2 Timoti 2:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Nekuti muranda waShe haafaniri kukakavara, asi anofanira kuva munyoro kuvanhu vese,+ anokwanisa kudzidzisa, anozvidzora kana akatadzirwa,+ 25 anorayiridza neunyoro vaya vasingabvumi zvaanodzidzisa.+ Zvimwe Mwari anogona kuita kuti vapfidze zvivi zvavo,* vowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe