RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Hazvisi izvozvo chete, asi isuwo vacho vane zvibereko zvekutanga, kureva mweya, isu pachedu tinogomera nechemukati,+ tichimirira nemwoyo wese kuti atitore* atiite vanakomana vake,+ tisunungurwe mumiviri yedu nerudzikinuro.

  • 2 VaKorinde 5:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Akatigadzirira chinhu ichi ndiMwari,+ uyo akatipa mweya sechekufanobata chezvichauya.*+

  • VaEfeso 1:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Asi nemiwo makava netariro maari pamakanzwa shoko rechokwadi, mashoko akanaka ekuponeswa kwenyu. Pamakatenda, makaiswa chisimbiso*+ pachishandiswa iye nemweya mutsvene wakavimbiswa, 14 uyo watakafanobatiswa* kuti tizowana nhaka yedu,+ kuti vanhu vaMwari vasunungurwe+ pachishandiswa rudzikinuro,+ kuti arumbidzwe zvinoshamisa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe