-
VaKorose 2:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Nekuti makavigwa pamwe chete naye murubhabhatidzo rwake,+ uye sezvo muri pamwe naye makamutswawo+ pamwe naye nekutenda kwenyu mumabasa esimba aMwari, uyo akamumutsa kuvakafa.+
13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusachecheudzwa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatinzwira tsitsi akatiregerera kudarika kwedu kwese,+
-