VaRoma 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndokusaka vimbiso yakapiwa nekuda kwekutenda, kuti ive maererano nekungonzwirwawo nyasha,+ kuti ive yechokwadi kuvana vake vese,+ kwete chete kune vanochengeta Mutemo asiwo kune vanotenda sezvaiita Abrahamu, baba vedu tese.+
16 Ndokusaka vimbiso yakapiwa nekuda kwekutenda, kuti ive maererano nekungonzwirwawo nyasha,+ kuti ive yechokwadi kuvana vake vese,+ kwete chete kune vanochengeta Mutemo asiwo kune vanotenda sezvaiita Abrahamu, baba vedu tese.+