VaGaratiya 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+ VaHebheru 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+ 1 Petro 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+
13 Kristu akatitenga,+ achitisunungura+ pakutuka kweMutemo nekuva iye akatukwa panzvimbo pedu, nekuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wese anoturikwa padanda akatukwa.”+
15 Ndokusaka Kristu ari murevereri wesungano itsva,+ kuitira kuti sezvo paine munhu akafa kuti ivo vasunungurwe nerudzikinuro+ pazvitadzo zvavakaita vari pasi pesungano yekare, vaya vakadanwa vagamuchire vimbiso yenhaka isingaperi.+
24 Iye akatakura zvivi zvedu+ mumuviri wake padanda,*+ kuti tisunungurwe pazvivi,* toraramira kururama. Uye “maronda ake akaita kuti muporeswe.”+