RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+

  • 2 VaKorinde 4:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Tinogara tichitsungirira mumiviri yedu zvakaipa zvatinoitirwa zvinogona kuguma nerufu zvakaitirwawo Jesu,+ kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo pachena mumiviri yedu.

  • VaKorose 1:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Iye zvino ndava kufara pakutambura kwandiri kuita pamusana penyu,+ uye ndiri kusangana nekutambura kwaKristu uko kusati kwaitika zvakakwana panyama yangu kuti ndibatsire muviri wake,+ iyo ungano.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe