VaRoma 15:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka Mwari anopa kutsungirira nenyaradzo ngaaite kuti muve nemafungiro seaiva naKristu Jesu, 6 kuti mubatane+ nenzwi rimwe chete* pakukudza Mwari, Baba vaShe wedu Jesu Kristu. 1 VaKorinde 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+ 2 VaKorinde 13:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Hama dzangu regai ndipedzise nekuti rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara muine rugare;+ uye Mwari werudo newerugare+ achava nemi. VaFiripi 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 zadzisai mufaro wangu nekuva nemafungiro mamwe chete uye nekuva nerudo rumwe chete, makanyatsobatana,* muchiva nekufunga kumwe chete.+ 1 Petro 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinopedzisa ndichiti mese ivai nepfungwa dzimwe chete,*+ muchinzwirana tsitsi, muchidanana kwazvo sehama, muchinzwirana nyasha kwazvo,+ muchizvininipisa.+
5 Saka Mwari anopa kutsungirira nenyaradzo ngaaite kuti muve nemafungiro seaiva naKristu Jesu, 6 kuti mubatane+ nenzwi rimwe chete* pakukudza Mwari, Baba vaShe wedu Jesu Kristu.
10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+
11 Hama dzangu regai ndipedzise nekuti rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara muine rugare;+ uye Mwari werudo newerugare+ achava nemi.
2 zadzisai mufaro wangu nekuva nemafungiro mamwe chete uye nekuva nerudo rumwe chete, makanyatsobatana,* muchiva nekufunga kumwe chete.+
8 Ndinopedzisa ndichiti mese ivai nepfungwa dzimwe chete,*+ muchinzwirana tsitsi, muchidanana kwazvo sehama, muchinzwirana nyasha kwazvo,+ muchizvininipisa.+