Dheuteronomi 21:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 chitunha chake hachifaniri kuramba chiri padanda usiku hwese.+ Asi unofanira kumuviga musi iwoyo, nekuti munhu akaturikwa chinhu chakatukwa naMwari,+ uye haufaniri kusvibisa nyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako.+ Mabasa 5:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Mwari wemadzitateguru edu akamutsa Jesu, wamakauraya, muchiturika padanda.*+
23 chitunha chake hachifaniri kuramba chiri padanda usiku hwese.+ Asi unofanira kumuviga musi iwoyo, nekuti munhu akaturikwa chinhu chakatukwa naMwari,+ uye haufaniri kusvibisa nyika yako yauri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ive nhaka yako.+